svagai Jesu achawanikwa kwete kutsvaga ini kuti ndikumnoita nezvei mazuva ano



Hie honey wangu kukufunga hko sharz pakaipa hko so kutaura kudai ma one handisi Kugarisa pasi kupisa nekufunga iwe wakaenda kurekure uchindisiya ndega so misodzi pamatama kuyerera

IFA chando wakapusirei kudaro kutori wakangwara iwe wakapusa


Chero zvazvo zvakarema sei mwari vanongondichengeta zvavo vanhu vakawanda vakamboenda kunagodobori wanei mwari vanongondichengeta wenaa ko kutyei zvangu

Stop confusing us by shooting pictures on others people’s cars

Hiloya vanhu va wrong hey


Hezvo ndakarota mufiamuka akabata marii 1000 dolas ndikati unodakutengei zvikazi ndodakutenga bhox nekuti and I do kiss a paso kkkkkkkkkkkk